Jobho 7:9, 10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Segore rinoparara ronyangarika,Munhu anopinda muGuva* haabudimo.+ 10 Haazodzokizve kumba kwake,Uye imba yake haizomuzivizve.+ Muparidzi 2:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Nekuti hapana acharamba achiyeukwa nekusingaperi, angava akachenjera kana kuti benzi.+ Mumazuva achauya, vanhu vese vachakanganwika. Uye munhu akachenjera achafa sei? Sezvinongoitawo benzi.+
9 Segore rinoparara ronyangarika,Munhu anopinda muGuva* haabudimo.+ 10 Haazodzokizve kumba kwake,Uye imba yake haizomuzivizve.+
16 Nekuti hapana acharamba achiyeukwa nekusingaperi, angava akachenjera kana kuti benzi.+ Mumazuva achauya, vanhu vese vachakanganwika. Uye munhu akachenjera achafa sei? Sezvinongoitawo benzi.+