Pisarema 39:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Chokwadi, makaita kuti mazuva angu angova mashomanana;+Uye upenyu hwangu hachisi chinhu pamberi penyu.+ Chokwadi munhu wese, kunyange achiita seakachengeteka, anongova mhepowo zvayo inofemwa.+ (Sera) VaRoma 8:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Nekuti zvisikwa zvakaitwa kuti zvive zvisina zvazvinobatsira,+ kwete nekuda kwazvo, asi nekuda kwaiye akaita kuti zvidaro, paine tariro
5 Chokwadi, makaita kuti mazuva angu angova mashomanana;+Uye upenyu hwangu hachisi chinhu pamberi penyu.+ Chokwadi munhu wese, kunyange achiita seakachengeteka, anongova mhepowo zvayo inofemwa.+ (Sera)
20 Nekuti zvisikwa zvakaitwa kuti zvive zvisina zvazvinobatsira,+ kwete nekuda kwazvo, asi nekuda kwaiye akaita kuti zvidaro, paine tariro