Pisarema 37:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Munhu akaipa anokwereta asingadzoreri,Asi munhu akarurama anonzwira nyasha uye anopa.+ Ruka 6:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Garai muchipa vamwe, uye vanhu vachakupaiwo.+ Vachakudururirai chiyero chakazara muhomwe yenyu, chakatsindirwa, chikazunguzirwa, uye chichifashukira. Nekuti chiyereso chamunoyerera vamwe nacho, ndicho chavachakuyereraiwo nacho.” 2 VaKorinde 9:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Mumwe nemumwe ngaaite sezvaakasarudza mumwoyo make, kwete kuita asingadi kana kuti achimanikidzwa,+ nekuti Mwari anoda munhu anopa achifara.+ 1 Timoti 6:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Vaudze kuti vaite zvakanaka, vapfume pamabasa akanaka, vasanyima, vapewo vamwe zvavainazvo,+
38 Garai muchipa vamwe, uye vanhu vachakupaiwo.+ Vachakudururirai chiyero chakazara muhomwe yenyu, chakatsindirwa, chikazunguzirwa, uye chichifashukira. Nekuti chiyereso chamunoyerera vamwe nacho, ndicho chavachakuyereraiwo nacho.”
7 Mumwe nemumwe ngaaite sezvaakasarudza mumwoyo make, kwete kuita asingadi kana kuti achimanikidzwa,+ nekuti Mwari anoda munhu anopa achifara.+