1 Madzimambo 10:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Mambokadzi weShebha akanzwa mashoko pamusoro paSoromoni ane chekuita nezita raJehovha,+ saka akauya kuzomuedza nemibvunzo yakaoma.*+ 1 Madzimambo 10:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Soromoni akabva amupindura mibvunzo yake yese. Hapana chakanga chakaomera* mambo kuti amutsanangurire. 1 Madzimambo 10:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Saka akati kuna mambo: “Mashoko andakanzwa nezvenyu ndiri kunyika yangu pamusoro pemabasa amakaita* uye pamusoro peuchenjeri hwenyu aiva echokwadi. 1 Madzimambo 10:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Vanofara varume vanoita basa renyu, uye vanofara vashandi venyu vanomira pamberi penyu nguva dzese, vachiteerera uchenjeri hwenyu!+
10 Mambokadzi weShebha akanzwa mashoko pamusoro paSoromoni ane chekuita nezita raJehovha,+ saka akauya kuzomuedza nemibvunzo yakaoma.*+
3 Soromoni akabva amupindura mibvunzo yake yese. Hapana chakanga chakaomera* mambo kuti amutsanangurire.
6 Saka akati kuna mambo: “Mashoko andakanzwa nezvenyu ndiri kunyika yangu pamusoro pemabasa amakaita* uye pamusoro peuchenjeri hwenyu aiva echokwadi.
8 Vanofara varume vanoita basa renyu, uye vanofara vashandi venyu vanomira pamberi penyu nguva dzese, vachiteerera uchenjeri hwenyu!+