Jobho 28:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Uye akati kumunhu: ‘Inzwa! Kutya Jehovha ndihwo uchenjeri,+Uye kusiyana nezvakaipa ndiko kunzwisisa.’”+ Pisarema 111:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Kutya Jehovha ndiko kutanga kweuchenjeri.+ ש [Sin] Vese vanochengeta mirayiro yake vanoratidza kuti vanonzwisisa.+ ת [Taw] Kurumbidzwa kwake kunogara nekusingaperi. Zvirevo 1:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Kutya Jehovha ndiko kutanga kweruzivo.+ Mapenzi chete ndiwo anozvidza uchenjeri uye kurayirwa.*+
28 Uye akati kumunhu: ‘Inzwa! Kutya Jehovha ndihwo uchenjeri,+Uye kusiyana nezvakaipa ndiko kunzwisisa.’”+
10 Kutya Jehovha ndiko kutanga kweuchenjeri.+ ש [Sin] Vese vanochengeta mirayiro yake vanoratidza kuti vanonzwisisa.+ ת [Taw] Kurumbidzwa kwake kunogara nekusingaperi.