Pisarema 37:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Vimba naJehovha uye ita zvakanaka;+Gara panyika, uye ita zvinhu wakatendeka.+ 1 VaTesaronika 5:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ivai nechokwadi chekuti hapana anotsiva chakaipa nechakaipa,+ asi garai muchiitirana zvakanaka uye muchizviitirawo vamwe vese.+
15 Ivai nechokwadi chekuti hapana anotsiva chakaipa nechakaipa,+ asi garai muchiitirana zvakanaka uye muchizviitirawo vamwe vese.+