19 Uye Jehovha Mwari akanga aumba nevhu mhuka dzese dzemusango nezvisikwa zvese zvinobhururuka zvekudenga, uye akatanga kuzviunza kumunhu kuti aone kuti aizotumidza chimwe nechimwe kuti chii; chero zita raipiwa chisikwa chipenyu chimwe nechimwe nemunhu, ndiro rakava zita racho.*+