Pisarema 146:3, 4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Musavimba nemachinda,*Kana nemwanakomana wemunhu, asingagoni kuunza ruponeso.+ 4 Simba rake reupenyu rinobuda, iye odzokera kuvhu;+Zuva iroro chairo pfungwa dzake dzinoparara.+ Muparidzi 3:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 nekuti kune magumo evanhu nemagumo emhuka; zvese zvinoguma zvakafanana.+ Kufa kunoita chimwe, ndiko kufa kunoita chimwe chacho; zvese zvine simba reupenyu rimwe chete.+ Saka munhu hapana paanopfuura mhuka, nekuti zvese hazvina zvazvinobatsira. Muparidzi 9:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Zvese zvaunokwanisa kuita neruoko rwako, zviite nesimba rako rese, nekuti kuGuva,*+ kwauri kuenda, hakuna basa rinoitwa kana kuronga zvekuita kana ruzivo kana uchenjeri.
3 Musavimba nemachinda,*Kana nemwanakomana wemunhu, asingagoni kuunza ruponeso.+ 4 Simba rake reupenyu rinobuda, iye odzokera kuvhu;+Zuva iroro chairo pfungwa dzake dzinoparara.+
19 nekuti kune magumo evanhu nemagumo emhuka; zvese zvinoguma zvakafanana.+ Kufa kunoita chimwe, ndiko kufa kunoita chimwe chacho; zvese zvine simba reupenyu rimwe chete.+ Saka munhu hapana paanopfuura mhuka, nekuti zvese hazvina zvazvinobatsira.
10 Zvese zvaunokwanisa kuita neruoko rwako, zviite nesimba rako rese, nekuti kuGuva,*+ kwauri kuenda, hakuna basa rinoitwa kana kuronga zvekuita kana ruzivo kana uchenjeri.