Muparidzi 2:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Nekuti hapana acharamba achiyeukwa nekusingaperi, angava akachenjera kana kuti benzi.+ Mumazuva achauya, vanhu vese vachakanganwika. Uye munhu akachenjera achafa sei? Sezvinongoitawo benzi.+ Muparidzi 9:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nekuti vapenyu vanoziva kuti vachazofa,+ asi vakafa havana kana chavanoziva,+ uye havasisina kana mubayiro,* nekuti zvese zvaizivikanwa nezvavo hazvichayeukwi.+ Isaya 40:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Teerera! Pane munhu ari kuti: “Shevedzera!” Mumwe ari kubvunza kuti: “Ndoshevedzera kuti chii?” “Vanhu vese uswa hwakasvibirira. Kuvimbika kwavo kwese kwakaita* seruva remusango.+
16 Nekuti hapana acharamba achiyeukwa nekusingaperi, angava akachenjera kana kuti benzi.+ Mumazuva achauya, vanhu vese vachakanganwika. Uye munhu akachenjera achafa sei? Sezvinongoitawo benzi.+
5 Nekuti vapenyu vanoziva kuti vachazofa,+ asi vakafa havana kana chavanoziva,+ uye havasisina kana mubayiro,* nekuti zvese zvaizivikanwa nezvavo hazvichayeukwi.+
6 Teerera! Pane munhu ari kuti: “Shevedzera!” Mumwe ari kubvunza kuti: “Ndoshevedzera kuti chii?” “Vanhu vese uswa hwakasvibirira. Kuvimbika kwavo kwese kwakaita* seruva remusango.+