Pisarema 107:2, 3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Vaya vakanunurwa* naJehovha ngavataure izvi,Vaya vaakanunura muruoko rwemhandu,*+ 3 Vaakaunganidza kubva munyika zhinji,+Kubva kumabvazuva nekumavirira,Kubva kuchamhembe nekumaodzanyemba.+
2 Vaya vakanunurwa* naJehovha ngavataure izvi,Vaya vaakanunura muruoko rwemhandu,*+ 3 Vaakaunganidza kubva munyika zhinji,+Kubva kumabvazuva nekumavirira,Kubva kuchamhembe nekumaodzanyemba.+