-
Jeremiya 33:25, 26Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
25 “Zvanzi naJehovha: ‘Sekudzika kwandakaita sungano yangu ine chekuita nemasikati neusiku,+ iyo mitemo* yekudenga neyepanyika,+ 26 handizomborambiwo vana* vaJakobho nevemushumiri wangu Dhavhidhi uye handizoregi kutora vatongi pavana* vake kuti vatonge vazukuru* vaAbrahamu, Isaka, naJakobho. Nekuti ndichaunganidza nhapwa dzavo+ ndodzinzwira tsitsi.’”+
-