Eksodho 34:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Usakotamira mumwe mwari,+ nekuti Jehovha anozivikanwa kuti anoda kuzvipira kwakazara.* Iye ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara.+
14 Usakotamira mumwe mwari,+ nekuti Jehovha anozivikanwa kuti anoda kuzvipira kwakazara.* Iye ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara.+