Isaya 60:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 60 “Simuka, haiwa iwe mukadzi,+ vheneka, nekuti chiedza chako chauya. Kubwinya kwaJehovha kuri kupenya pauri.+ Isaya 60:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Zuva rako harizovirizve,Uyewo chiedza chemwedzi wako hachizoendi chichipera,Nekuti Jehovha achava chiedza chinogara nekusingaperi kwauri,+Uye mazuva ekuchema kwako achange apera.+
60 “Simuka, haiwa iwe mukadzi,+ vheneka, nekuti chiedza chako chauya. Kubwinya kwaJehovha kuri kupenya pauri.+
20 Zuva rako harizovirizve,Uyewo chiedza chemwedzi wako hachizoendi chichipera,Nekuti Jehovha achava chiedza chinogara nekusingaperi kwauri,+Uye mazuva ekuchema kwako achange apera.+