Isaya 44:10, 11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Ndiani angaumba mwari kana kugadzira mufananidzo wesimbi*Usina zvaunobatsira?+ 11 Inzwa! Shamwari dzake dzese dzichanyadziswa!+ Mhizha dzacho vanhuwo. Vese zvavo ngavaungane vamire munzvimbo dzavo. Vachatya chaizvo uye vachanyadziswa pamwe chete. Isaya 45:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Vese vachanyadziswa uye vachadzikisirwa pasi;Vagadziri vezvidhori vese vachaenda vachinyara.+
10 Ndiani angaumba mwari kana kugadzira mufananidzo wesimbi*Usina zvaunobatsira?+ 11 Inzwa! Shamwari dzake dzese dzichanyadziswa!+ Mhizha dzacho vanhuwo. Vese zvavo ngavaungane vamire munzvimbo dzavo. Vachatya chaizvo uye vachanyadziswa pamwe chete.