1 Samueri 17:46 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 46 Nhasi chaiye Jehovha achakuisa muruoko rwangu,+ uye ndichakuwisira pasi ndodimbura musoro wako; uye nhasi ndichapa shiri dzedenga nemhuka dzesango zvitunha zveuto revaFiristiya; uye vanhu vese vepanyika vachaziva kuti muIsraeri muna Mwari.+ Pisarema 102:15, 16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Marudzi achatya zita raJehovha,Uye madzimambo ese epanyika achatya kubwinya kwenyu.+ 16 Nekuti Jehovha achavakazve Ziyoni;+Achaoneka achibwinya.+ Isaya 37:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Asi zvino, haiwa Jehovha Mwari wedu, tiponesei paruoko rwake, kuti umambo hwese hwepanyika huzive kuti imi mega ndimi Mwari, haiwa Jehovha.”+
46 Nhasi chaiye Jehovha achakuisa muruoko rwangu,+ uye ndichakuwisira pasi ndodimbura musoro wako; uye nhasi ndichapa shiri dzedenga nemhuka dzesango zvitunha zveuto revaFiristiya; uye vanhu vese vepanyika vachaziva kuti muIsraeri muna Mwari.+
15 Marudzi achatya zita raJehovha,Uye madzimambo ese epanyika achatya kubwinya kwenyu.+ 16 Nekuti Jehovha achavakazve Ziyoni;+Achaoneka achibwinya.+
20 Asi zvino, haiwa Jehovha Mwari wedu, tiponesei paruoko rwake, kuti umambo hwese hwepanyika huzive kuti imi mega ndimi Mwari, haiwa Jehovha.”+