Isaya 42:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Vaya vanovimba nemifananidzo yakavezwa,Vaya vanoti kumifananidzo yakavezwa:* “Ndimi vanamwari vedu,”+ Vachadzoswa, uye vachanyadziswa kwazvo. Jeremiya 50:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Zvitaurei pakati pemarudzi muzvizivise. Simudzai chiratidzo* muzvizivise. Musava nechamunovanza! Itii, ‘Bhabhironi rakundwa.+ Bheri anyadziswa.+ Merodhaki avhundutswa. Mifananidzo yaro yanyadziswa. Zvidhori zvaro zvinosemesa* zvavhundutswa.’
17 Vaya vanovimba nemifananidzo yakavezwa,Vaya vanoti kumifananidzo yakavezwa:* “Ndimi vanamwari vedu,”+ Vachadzoswa, uye vachanyadziswa kwazvo.
2 “Zvitaurei pakati pemarudzi muzvizivise. Simudzai chiratidzo* muzvizivise. Musava nechamunovanza! Itii, ‘Bhabhironi rakundwa.+ Bheri anyadziswa.+ Merodhaki avhundutswa. Mifananidzo yaro yanyadziswa. Zvidhori zvaro zvinosemesa* zvavhundutswa.’