RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 135:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Jehovha anoita zvese zvaanenge achida kuita+

      Kudenga nepanyika, mumakungwa nemumvura yese yakadzika.

  • Isaya 55:10, 11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Nekuti sezvinoita mvura nechando zvinonaya zvichibva kudenga,

      Izvo zvisingadzokeri ikoko kusvikira zvanyatsonyorovesa nyika, zvoita kuti ibereke uye imere,

      Zvopa mudyari mbeu uye zvekudya kune anodya,

      11 Ndizvo zvichaita shoko rangu rinobuda mumuromo mangu.+

      Harizodzoki kwandiri risina zvaraita,+

      Asi richatoita zvese zvandinofarira,*+

      Uye richatobudirira pane zvandinorituma kuti riite.

Mabhuku eChiShona (1973-2021)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe