Pisarema 102:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Chokwadi muchasimuka monzwira Ziyoni tsitsi,+Nekuti yava nguva yekuti murinzwire nyasha;+Nguva yacho yasvika.+ Isaya 66:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saamai vanonyaradza mwanakomana wavo,Ndicharambawo ndichikunyaradzai;+Uye muchanyaradzwa pamusoro peJerusarema.+ Jeremiya 31:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Vachauya, vopembera nemufaro vari pamusoro peZiyoni,+Vofarira kunaka kwaJehovha,*Vofarira goho newaini itsva+ nemafuta,Uye makwayana nemhuru dzemombe.+ Vachava* semunda unowana mvura yakakwana,+Uye havazomboperi simba zvakare.”+
13 Chokwadi muchasimuka monzwira Ziyoni tsitsi,+Nekuti yava nguva yekuti murinzwire nyasha;+Nguva yacho yasvika.+
13 Saamai vanonyaradza mwanakomana wavo,Ndicharambawo ndichikunyaradzai;+Uye muchanyaradzwa pamusoro peJerusarema.+
12 Vachauya, vopembera nemufaro vari pamusoro peZiyoni,+Vofarira kunaka kwaJehovha,*Vofarira goho newaini itsva+ nemafuta,Uye makwayana nemhuru dzemombe.+ Vachava* semunda unowana mvura yakakwana,+Uye havazomboperi simba zvakare.”+