Pisarema 118:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Jehovha ari kurutivi rwangu; handizotyi.+ Munhu angandiitei?+ Dhanieri 3:16, 17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Shadreki, Misheki, naAbhedhinego vakati kuna mambo: “Mambo Nebhukadhinezari, hatifaniri hedu kukupindurai panyaya iyi. 17 Kana tikakandwa mumoto, Mwari wedu watinonamata ane simba rekutinunura mumoto wacho uye muruoko+ rwenyu imi mambo. Mateu 10:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Uye musatya vaya vanouraya muviri vasingagoni kuuraya mweya;*+ asi ityai iye anogona kuparadza mweya nemuviri muGehena.*+
16 Shadreki, Misheki, naAbhedhinego vakati kuna mambo: “Mambo Nebhukadhinezari, hatifaniri hedu kukupindurai panyaya iyi. 17 Kana tikakandwa mumoto, Mwari wedu watinonamata ane simba rekutinunura mumoto wacho uye muruoko+ rwenyu imi mambo.
28 Uye musatya vaya vanouraya muviri vasingagoni kuuraya mweya;*+ asi ityai iye anogona kuparadza mweya nemuviri muGehena.*+