Jeremiya 4:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Ndakaona nyika, uye yakanga isina chinhu, iri dongo.+ Ndakatarisa denga, uye chiedza charo chakanga chisisipo.+
23 Ndakaona nyika, uye yakanga isina chinhu, iri dongo.+ Ndakatarisa denga, uye chiedza charo chakanga chisisipo.+