Pisarema 36:7, 8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Rudo rwenyu rusingachinji runokosha kwazvo, haiwa Mwari.+ Mumumvuri wemapapiro enyu, vanakomana vevanhu vanopotera.+ 8 Vanonwa zvinhu zvakawanda* zvemumba menyu kusvikira vaguta,+Uye munoita kuti vanwe murukova rwezvinhu zvenyu zvinofadza.+ Pisarema 63:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Ndinogutswa* nemugove wakanakisisa,*Saka miromo yangu ichakurumbidzai nemufaro.+
7 Rudo rwenyu rusingachinji runokosha kwazvo, haiwa Mwari.+ Mumumvuri wemapapiro enyu, vanakomana vevanhu vanopotera.+ 8 Vanonwa zvinhu zvakawanda* zvemumba menyu kusvikira vaguta,+Uye munoita kuti vanwe murukova rwezvinhu zvenyu zvinofadza.+