-
2 Makoronike 33:12, 13Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 Pakutambudzika kwake, akateterera Jehovha Mwari wake kuti amunzwire nyasha,* uye akaramba achizvininipisa zvikuru pamberi paMwari wemadzitateguru ake. 13 Akaramba achinyengetera kwaari, uye iye akabayiwa mwoyo nekuteterera kwake, akanzwa kukumbira kwake kunzwirwa nyasha, akamudzorera kuJerusarema kuumambo hwake.+ Manase akabva aziva kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi.+
-