Pisarema 103:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nekuti kukwirira kwakaita matenga kupfuura nyika,Ndiko kukura kwakaita rudo rwake rusingachinji rwaanoratidza vaya vanomutya.+
11 Nekuti kukwirira kwakaita matenga kupfuura nyika,Ndiko kukura kwakaita rudo rwake rusingachinji rwaanoratidza vaya vanomutya.+