RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 “‘Asi kana mukasanditeerera kana kuti mukasachengeta mirayiro iyi yese,+

  • Revhitiko 26:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Ndichakutarisai ndakatsamwa, uye muchakundwa nevavengi venyu;+ uye vaya vanokuvengai vachakutsika-tsikai,+ uye muchatiza pasina ari kukudzingirirai.+

  • Dheuteronomi 28:63
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 63 “Uye kufarira kwaiita Jehovha kuti mubudirire uye muwande, ndiko kufarira kuchaita Jehovha kuti akuparadzei uye akupedzei; uye muchabviswa panyika yamuri kuenda kunotora.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe