Revhitiko 10:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Mozisi akabva ati kuna Aroni: “Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha, ‘Vanhu vese vari pedyo neni vanofanira kuziva kuti ndiri mutsvene,+ uye ndinofanira kukudzwa pamberi pevanhu vese.’” Uye Aroni akaramba akanyarara. Revhitiko 22:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Musasvibisa zita rangu dzvene,+ uye ndinofanira kutsveneswa pakati pevaIsraeri.+ Ndini Jehovha, ari kukutsvenesai,+
3 Mozisi akabva ati kuna Aroni: “Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha, ‘Vanhu vese vari pedyo neni vanofanira kuziva kuti ndiri mutsvene,+ uye ndinofanira kukudzwa pamberi pevanhu vese.’” Uye Aroni akaramba akanyarara.
32 Musasvibisa zita rangu dzvene,+ uye ndinofanira kutsveneswa pakati pevaIsraeri.+ Ndini Jehovha, ari kukutsvenesai,+