Mabasa 11:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Pavakanzwa izvi, havana kuzoramba vachiita nharo,* uye vakakudza Mwari, vachiti: “Saka kureva kuti Mwari apawo vanhu vemamwe marudzi mukana wekupfidza zvivi vozowana upenyu.”+ Mabasa 28:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Saka zivai kuti ruponeso urwu rwakabva kuna Mwari rwakatumirwa kune mamwe marudzi;+ iwo achatoruteerera.”+
18 Pavakanzwa izvi, havana kuzoramba vachiita nharo,* uye vakakudza Mwari, vachiti: “Saka kureva kuti Mwari apawo vanhu vemamwe marudzi mukana wekupfidza zvivi vozowana upenyu.”+
28 Saka zivai kuti ruponeso urwu rwakabva kuna Mwari rwakatumirwa kune mamwe marudzi;+ iwo achatoruteerera.”+