2 “‘Saka inzwai! mazuva achasvika,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,
‘Andichaita kuti panzwike chiratidzo chehondo chekurwisa Rabha+ yevaAmoni.+
Ichasara yangova murwi wematongo,
Uye maguta madiki akaipoteredza achapiswa nemoto.’
‘Uye Israeri achatora vaya vakamutorera nyika yake,’+ anodaro Jehovha.