Isaya 1:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Inzwa, haiwa iwe denga, uye teerera, haiwa iwe nyika,+Nekuti Jehovha akataura kuti: “Ndakarera vanakomana ndikavayarutsa,+Asi ivo vakandipandukira.+ Isaya 63:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Asi ivo vakapanduka,+ vakarwadzisa mweya wake mutsvene.+ Iye akabva achinja akava muvengi wavo,+Uye akavarwisa.+ Isaya 65:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Ndakaita zuva rese ndakatambanudzira maoko angu kuvanhu vakaoma musoro,+Kune vaya vari kufamba munzira isina kunaka,+Vachitevera pfungwa dzavo;+
2 Inzwa, haiwa iwe denga, uye teerera, haiwa iwe nyika,+Nekuti Jehovha akataura kuti: “Ndakarera vanakomana ndikavayarutsa,+Asi ivo vakandipandukira.+
10 Asi ivo vakapanduka,+ vakarwadzisa mweya wake mutsvene.+ Iye akabva achinja akava muvengi wavo,+Uye akavarwisa.+
2 Ndakaita zuva rese ndakatambanudzira maoko angu kuvanhu vakaoma musoro,+Kune vaya vari kufamba munzira isina kunaka,+Vachitevera pfungwa dzavo;+