Revhitiko 26:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 “‘Kana mukaramba muchifamba mumirau yangu, muchichengeta mirayiro yangu nekuitevedzera,+ Jakobho 4:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Pane mumwe chete anopa mitemo uye Mutongi,+ iye anokwanisa kuponesa nekuparadza.+ Asi iwe ndiwe ani kuti utonge hama yako?+
12 Pane mumwe chete anopa mitemo uye Mutongi,+ iye anokwanisa kuponesa nekuparadza.+ Asi iwe ndiwe ani kuti utonge hama yako?+