RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 35:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Uye pachava nemugwagwa mukuru,+

      Iyo nzira inonzi Nzira yeUtsvene.

      Munhu asina kuchena haazofambi nayo.+

      Ndeyeuya ari kufamba munzira yacho;

      Hapana benzi richarasika richipinda mairi.

  • Isaya 57:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Zvichanzi, ‘Gadzirai, gadzirai mugwagwa! Gadzirai nzira!+

      Bvisai zvese zvinopiringisha munzira yevanhu vangu.’”

  • Maraki 3:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 “Inzwai! Ndiri kutuma nhume yangu, uye ichavhura* nzira pamberi pangu.+ Uye Ishe wechokwadi wamuri kutsvaga achangoerekana auya kutemberi yake;+ uye nhume yesungano ichauya, iyo nhume yamunofarira. Inzwai! Iye achatouya,” anodaro Jehovha wemauto.

Mabhuku eChiShona (1973-2021)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe