RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 49:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Havazovi nenzara, uyewo havazovi nenyota,+

      Havazopiswi nekupisa kukuru uyewo havazogochwi nezuva.+

      Nekuti uya anovanzwira tsitsi achavatungamirira,+

      Uye achavatungamirira kuenda pedyo nezvitubu zvemvura.+

  • Ezekieri 34:15, 16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 “‘“Ndichafudza makwai angu+ ndega, uye ndichaazorodza,”+ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha. 16 “Ndichatsvaga rakarasika,+ ndichadzosa rakabva pane mamwe, ndichamonera jira pane rakakuvara, uye ndichasimbisa risina simba. Asi ndichaparadza akakora neakasimba ndoita kuti mutongo uve zvekudya zvawo.”

  • 1 Petro 2:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Nekuti makanga makaita semakwai akarasika,+ asi iye zvino madzoka kumufudzi+ nemutariri wemweya yenyu.*

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe