RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 33:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Asi akati kwaari: “Ishe wangu anoziva kuti vana vachiri vadiki+ uye ndine makwai nemombe zviri kuyamwisa. Kana zvikaswera zvichimhanyiswa, zvinofa zvese.

  • 1 Petro 5:2, 3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Fudzai boka raMwari+ riri mumaoko enyu, muchishanda sevatariri,* musingaiti zvekumanikidzwa asi zvichibva pamwoyo sezvinodiwa naMwari;+ musingazviiti nekuda pfuma,+ asi nemwoyo wese; 3 musingazviiti madzishe evaya vari nhaka yaMwari,+ asi muchiva mienzaniso kuboka.+

Mabhuku eChiShona (1973-2021)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe