Jobho 38:4, 5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Wakanga uri kupi pandakamisa nyika?+ Ndiudze, kana uchifunga kuti unonzwisisa. 5 Ndiani akatara kukura kwayo, pamwe unozviziva,Kana kuti ndiani akatambanudza tambo achiiyera?
4 Wakanga uri kupi pandakamisa nyika?+ Ndiudze, kana uchifunga kuti unonzwisisa. 5 Ndiani akatara kukura kwayo, pamwe unozviziva,Kana kuti ndiani akatambanudza tambo achiiyera?