Hosiya 14:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “Dzoka kuna Jehovha Mwari wako iwe Israeri,+Nekuti kukanganisa kwako kwakakupiringisha. Hosiya 14:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ndichavabatsira kuti vavezve vanhu vakatendeka.+ Ndichavada ndega zvichibva pamwoyo,+Nekuti handisisina kuvatsamwira.+
4 Ndichavabatsira kuti vavezve vanhu vakatendeka.+ Ndichavada ndega zvichibva pamwoyo,+Nekuti handisisina kuvatsamwira.+