Jeremiya 9:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Ndichachema makomo uye ndichaungudzaUye ndichaimba rwiyo rwekushungurudzika pamusoro pemafuro* erenje,Nekuti akapiswa zvekuti hapana munhu anopfuura namo,Uye kuchema kwezvipfuwo hakusi kunzwika. Shiri dzedenga nemhuka zvatiza; zvaenda.+
10 Ndichachema makomo uye ndichaungudzaUye ndichaimba rwiyo rwekushungurudzika pamusoro pemafuro* erenje,Nekuti akapiswa zvekuti hapana munhu anopfuura namo,Uye kuchema kwezvipfuwo hakusi kunzwika. Shiri dzedenga nemhuka zvatiza; zvaenda.+