RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 1:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Nekuti ‘ndiri kushevedza mhuri dzese dzeumambo hwekuchamhembe,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,+

      ‘Uye huchauya; humwe nehumwe huchagadzika chigaro chahwo

      Pamagedhi eJerusarema,+

      Nepamasvingo aro kumativi ese

      Uye pamaguta ese eJudha.+

  • Jeremiya 4:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Zvitaurei, chokwadi zvitaurei kumarudzi;

      Zivisai zviri kuuya kuJerusarema.”

      “Mauto anorinda* ari kuuya achibva kunyika iri kure,

      Uye achashevedzera kumaguta eJudha.

  • Jeremiya 25:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 ndiri kushevedza mhuri dzese dzekuchamhembe,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “ndiri kushevedza Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi, mushumiri wangu,+ uye ndichavaunza kuti varwise nyika ino+ nevagari vayo nemarudzi aya ese akavapoteredza.+ Ndichaita kuti vaparadzwe, ndovaita chinhu chinotyisa uye chinoridzisa muridzo uye dongo nekusingaperi.

  • Ezekieri 7:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Ndichaunza vanhu vakaipa kupfuura vese pamarudzi,+ uye vachavatorera dzimba dzavo,+ ndichaita kuti kudada kwevane simba kupere, uye nzvimbo dzavo tsvene dzichasvibiswa.+

  • Habhakuki 1:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Nekuti ndichamutsa vaKadheya,+

      Rudzi rune utsinye uye runopengereka.

      Rudzi rwacho runosvika kure panyika,

      Ruchitora misha isiri yarwo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe