RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 41:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Tiudzei zvichaitika mune ramangwana,

      Kuti tizive kuti muri vanamwari.+

      Itai chimwe chinhu, chakanaka kana kuti chakaipa,

      Kuti tishamiswe patinochiona.+

  • Isaya 44:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  9 Vese vanogadzira mifananidzo yakavezwa havasi chinhu,

      Uye zvinhu zvavo zvavanoda hazvizobatsiri.+

      Sezvapupu zvavo, haina* zvainoona uye haina chainoziva,+

      Saka vaya vakaigadzira vachanyadziswa.+

  • 1 VaKorinde 8:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Panyaya yekudya zvekudya zvakabayirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ panyika uye kuti hakuna mumwe Mwari kunze kwemumwe chete.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe