Eksodho 15:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+ Ndiani akafanana nemi, ari kuratidza kuti mukuru pautsvene?+ Imi munofanira kutyiwa nenziyo dzekurumbidza, imi munoita zvishamiso.+ 2 Samueri 7:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Ndokusaka muri mukuru zvechokwadi,+ haiwa Changamire Ishe Jehovha. Hakuna mumwe akaita semi,+ uye hakuna mumwe Mwari kunze kwenyu;+ zvinhu zvese zvatakanzwa nenzeve dzedu zvinoratidza kuti ichi ichokwadi. Pisarema 86:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Pakati pavanamwari hakuna akaita semi, haiwa Jehovha,+Hapana mamwe mabasa akafanana neenyu.+
11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+ Ndiani akafanana nemi, ari kuratidza kuti mukuru pautsvene?+ Imi munofanira kutyiwa nenziyo dzekurumbidza, imi munoita zvishamiso.+
22 Ndokusaka muri mukuru zvechokwadi,+ haiwa Changamire Ishe Jehovha. Hakuna mumwe akaita semi,+ uye hakuna mumwe Mwari kunze kwenyu;+ zvinhu zvese zvatakanzwa nenzeve dzedu zvinoratidza kuti ichi ichokwadi.