-
Jeremiya 23:7, 8Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
7 “Zvisinei, mazuva achasvika,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “pavasingazotizve: ‘NaJehovha mupenyu akabudisa vaIsraeri munyika yeIjipiti!’+ 8 asi vachati, ‘NaJehovha mupenyu, akabudisa uye akadzosa vanhu veimba yaIsraeri kubva kunyika yekuchamhembe nekunyika dzese dzandakanga ndavaparadzira kwadziri.’ Uye ivo vachagara munyika yavo.”+
-