Revhitiko 26:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Ndichakuunzirai bakatwa rinokutsivai nekuti munenge matyora sungano.+ Kana mukaungana mumaguta enyu, ndichatuma chirwere pakati penyu,+ uye muchaiswa mumaoko emuvengi.+ Isaya 5:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Akasimudzira rudzi ruri kure chiratidzo;*+Akaruridzira muridzo kuti ruuye ruchibva kumigumo yenyika;+Tarisai muone! vari kuuya vachikurumidza chaizvo.+ Jeremiya 1:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Nekuti ‘ndiri kushevedza mhuri dzese dzeumambo hwekuchamhembe,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,+‘Uye huchauya; humwe nehumwe huchagadzika chigaro chahwoPamagedhi eJerusarema,+Nepamasvingo aro kumativi eseUye pamaguta ese eJudha.+
25 Ndichakuunzirai bakatwa rinokutsivai nekuti munenge matyora sungano.+ Kana mukaungana mumaguta enyu, ndichatuma chirwere pakati penyu,+ uye muchaiswa mumaoko emuvengi.+
26 Akasimudzira rudzi ruri kure chiratidzo;*+Akaruridzira muridzo kuti ruuye ruchibva kumigumo yenyika;+Tarisai muone! vari kuuya vachikurumidza chaizvo.+
15 Nekuti ‘ndiri kushevedza mhuri dzese dzeumambo hwekuchamhembe,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,+‘Uye huchauya; humwe nehumwe huchagadzika chigaro chahwoPamagedhi eJerusarema,+Nepamasvingo aro kumativi eseUye pamaguta ese eJudha.+