Dheuteronomi 28:49, 50 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 49 “Jehovha achatuma rudzi runobva kure+ kuti rukurwise, runobva kumugumo wenyika; ruchakuhwapura sezvinoita gondo,+ rudzi rune mutauro wausinganzwi,+ 50 rudzi runotyisa, rusina basa nevakwegura uye rusinganzwiri tsitsi vadiki.+ Jeremiya 5:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 “Ndiri kukuunzirai rudzi runobva kure, haiwa imi imba yaIsraeri,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha. “Irwo rudzi runogara kwenguva refu. Rudzi rwekare kare,Rudzi rune mutauro wamusingazivi,Uye runotaura zvamusinganzwisisi.+ Ezekieri 7:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Ndichaunza vanhu vakaipa kupfuura vese pamarudzi,+ uye vachavatorera dzimba dzavo,+ ndichaita kuti kudada kwevane simba kupere, uye nzvimbo dzavo tsvene dzichasvibiswa.+
49 “Jehovha achatuma rudzi runobva kure+ kuti rukurwise, runobva kumugumo wenyika; ruchakuhwapura sezvinoita gondo,+ rudzi rune mutauro wausinganzwi,+ 50 rudzi runotyisa, rusina basa nevakwegura uye rusinganzwiri tsitsi vadiki.+
15 “Ndiri kukuunzirai rudzi runobva kure, haiwa imi imba yaIsraeri,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha. “Irwo rudzi runogara kwenguva refu. Rudzi rwekare kare,Rudzi rune mutauro wamusingazivi,Uye runotaura zvamusinganzwisisi.+
24 Ndichaunza vanhu vakaipa kupfuura vese pamarudzi,+ uye vachavatorera dzimba dzavo,+ ndichaita kuti kudada kwevane simba kupere, uye nzvimbo dzavo tsvene dzichasvibiswa.+