Dheuteronomi 28:48 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 48 Jehovha achatuma vavengi vako kwauri, uye uchavashandira+ uine nzara+ nenyota, usina chekupfeka uye uchishayiwa zvinhu zvese. Achaisa joko resimbi pamutsipa wako kusvikira akuparadza. Jeremiya 5:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Uye pavanobvunza kuti, ‘Jehovha Mwari wedu aitirei zvinhu zvese izvi kwatiri?’ iwe uvapindure kuti, ‘Sekundisiya kwamakaita muchishumira mumwe mwari munyika yenyu, saizvozvowo muchashumira vanhu vekumwe munyika isiri yenyu.’”+
48 Jehovha achatuma vavengi vako kwauri, uye uchavashandira+ uine nzara+ nenyota, usina chekupfeka uye uchishayiwa zvinhu zvese. Achaisa joko resimbi pamutsipa wako kusvikira akuparadza.
19 Uye pavanobvunza kuti, ‘Jehovha Mwari wedu aitirei zvinhu zvese izvi kwatiri?’ iwe uvapindure kuti, ‘Sekundisiya kwamakaita muchishumira mumwe mwari munyika yenyu, saizvozvowo muchashumira vanhu vekumwe munyika isiri yenyu.’”+