Dheuteronomi 30:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Jehovha Mwari wako achabva adzosa vanhu vako vanenge vatapwa,+ okunzwira tsitsi,+ okuunganidzazve kubva mumarudzi ese aunenge waparadzirwa kwaari naJehovha Mwari wako.+ Ezra 2:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Ava ndivo vaiva vanhu vemudunhu racho, vakabva pane vaya vakanga vatapwa,+ avo vakanga vaendeswa kuBhabhironi+ naMambo Nebhukadhinezari weBhabhironi, vachibva vazodzoka kuJerusarema neJudha, mumwe nemumwe kuguta rake,+ Jeremiya 24:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ziso rangu richaramba riri padziri kuti ndidzibatsire, uye ndichadzidzosa kunyika ino.+ Ndichadzivaka uye handizodziputsi; ndichadzidyara, uye handizodzidzuri.+
3 Jehovha Mwari wako achabva adzosa vanhu vako vanenge vatapwa,+ okunzwira tsitsi,+ okuunganidzazve kubva mumarudzi ese aunenge waparadzirwa kwaari naJehovha Mwari wako.+
2 Ava ndivo vaiva vanhu vemudunhu racho, vakabva pane vaya vakanga vatapwa,+ avo vakanga vaendeswa kuBhabhironi+ naMambo Nebhukadhinezari weBhabhironi, vachibva vazodzoka kuJerusarema neJudha, mumwe nemumwe kuguta rake,+
6 Ziso rangu richaramba riri padziri kuti ndidzibatsire, uye ndichadzidzosa kunyika ino.+ Ndichadzivaka uye handizodziputsi; ndichadzidyara, uye handizodzidzuri.+