Isaya 49:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Asi zvanzi naJehovha: “Kunyange nhapwa dzemurume ane simba dzichatorwa,+Uye vaya vakatapwa nemudzvinyiriri vachanunurwa.+ Ndicharwa nevaya vanokurwisa,+Uye ndichaponesa vanakomana vako. Jeremiya 30:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti “mazuva achasvika,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “andichaunganidza vanhu vangu vakatapwa, vaIsraeri nevaJudha,”+ anodaro Jehovha, “uye ndichavadzosa kunyika yandakapa madzitateguru avo, uye ichava yavo zvakare.”’”+ Ezekieri 39:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 “‘Vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, pandichaita kuti vatapwe nemamwe marudzi, ndobva ndavadzosa kunyika yavo, pasina wandinosiya.+
25 Asi zvanzi naJehovha: “Kunyange nhapwa dzemurume ane simba dzichatorwa,+Uye vaya vakatapwa nemudzvinyiriri vachanunurwa.+ Ndicharwa nevaya vanokurwisa,+Uye ndichaponesa vanakomana vako.
3 Nekuti “mazuva achasvika,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “andichaunganidza vanhu vangu vakatapwa, vaIsraeri nevaJudha,”+ anodaro Jehovha, “uye ndichavadzosa kunyika yandakapa madzitateguru avo, uye ichava yavo zvakare.”’”+
28 “‘Vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, pandichaita kuti vatapwe nemamwe marudzi, ndobva ndavadzosa kunyika yavo, pasina wandinosiya.+