RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 126:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 126 Jehovha paakadzosa nhapwa dzeZiyoni,+

      Takafunga kuti tiri kurota.

  • Hosiya 6:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Uyezve, iwe Judha nguva yekukohwewa kwako yasarudzwa,

      Nguva yandichadzosa vanhu vangu vakatapwa.”+

  • Amosi 9:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Ndichadzosa vanhu vangu vakatapwa, ivo vaIsraeri,+

      Uye vachavakazve maguta akaitwa matongo vogara maari;+

      Vachadyara minda yemizambiringa vonwa waini yacho,+

      Uye vacharima minda vodya michero yayo.’+

  • Zefaniya 3:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Panguva iyoyo ndichakudzosai,

      Ndichakuunganidzai.

      Nekuti ndichaita kuti muve nemukurumbira uye kuti murumbidzwe+ nemarudzi ese epanyika,

      Pamuchaona ndichidzosa hama dzenyu dzakatapwa,” anodaro Jehovha.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe