2 Madzimambo 25:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Mukuru wevarindi akatorawo Seraya+ mutungamiriri wevapristi, nemupristi wechipiri Zefaniya+ nevachengeti vemasuo vatatu.+ 2 Madzimambo 25:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Mambo weBhabhironi akavabaya akavauraya kuRibra munyika yeHamati.+ Saka vaJudha vakatapwa kubva munyika yavo.+
18 Mukuru wevarindi akatorawo Seraya+ mutungamiriri wevapristi, nemupristi wechipiri Zefaniya+ nevachengeti vemasuo vatatu.+
21 Mambo weBhabhironi akavabaya akavauraya kuRibra munyika yeHamati.+ Saka vaJudha vakatapwa kubva munyika yavo.+