Pisarema 85:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 85 Haiwa Jehovha, makafarira nyika yenyu;+Makadzosa vanhu vaJakobho vakanga vatapwa.+ Jeremiya 24:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ziso rangu richaramba riri padziri kuti ndidzibatsire, uye ndichadzidzosa kunyika ino.+ Ndichadzivaka uye handizodziputsi; ndichadzidyara, uye handizodzidzuri.+ Jeremiya 29:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “Nekuti zvanzi naJehovha, ‘Kana makore 70 apera muri kuBhabhironi, ndichafunga nezvenyu,+ uye ndichazadzisa vimbiso yangu nekukudzosai munzvimbo ino.’+
6 Ziso rangu richaramba riri padziri kuti ndidzibatsire, uye ndichadzidzosa kunyika ino.+ Ndichadzivaka uye handizodziputsi; ndichadzidyara, uye handizodzidzuri.+
10 “Nekuti zvanzi naJehovha, ‘Kana makore 70 apera muri kuBhabhironi, ndichafunga nezvenyu,+ uye ndichazadzisa vimbiso yangu nekukudzosai munzvimbo ino.’+