Isaya 35:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nyika yakaomeswa nekupisa kwekunze ichava dziva rakazara netsanga,Uye nyika yakaoma ichava nezvitubu zvemvura.+ Nzvimbo yairara hunguhwe*+Ichava neuswa hwakasvibirira netsanga nenhokwe. Isaya 49:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Havazovi nenzara, uyewo havazovi nenyota,+Havazopiswi nekupisa kukuru uyewo havazogochwi nezuva.+ Nekuti uya anovanzwira tsitsi achavatungamirira,+Uye achavatungamirira kuenda pedyo nezvitubu zvemvura.+
7 Nyika yakaomeswa nekupisa kwekunze ichava dziva rakazara netsanga,Uye nyika yakaoma ichava nezvitubu zvemvura.+ Nzvimbo yairara hunguhwe*+Ichava neuswa hwakasvibirira netsanga nenhokwe.
10 Havazovi nenzara, uyewo havazovi nenyota,+Havazopiswi nekupisa kukuru uyewo havazogochwi nezuva.+ Nekuti uya anovanzwira tsitsi achavatungamirira,+Uye achavatungamirira kuenda pedyo nezvitubu zvemvura.+