Isaya 54:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Vanakomana* vako vese vachadzidziswa naJehovha,+Uye rugare rwevanakomana* vako ruchava rukuru.+ Johani 17:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Kuti vawane upenyu husingaperi,+ vanofanira kusvika pakukuzivai,* imi Mwari mumwe chete wechokwadi,+ naJesu Kristu wamakatuma.+
3 Kuti vawane upenyu husingaperi,+ vanofanira kusvika pakukuzivai,* imi Mwari mumwe chete wechokwadi,+ naJesu Kristu wamakatuma.+