Isaya 55:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake+Uye munhu anoita zvakaipa ngaasiye kufunga kwake;Ngaadzokere kuna Jehovha, uyo achamunzwira tsitsi,+Kuna Mwari wedu, nekuti achamukanganwira zvikuru.*+ Ezekieri 33:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Vaudze kuti, ‘“Neupenyu hwangu,” ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha, “Handifariri kuti munhu akaipa afe,+ asi ndinoda kuti asiye nzira yake,+ oramba achirarama.+ Tendeukai, tendeukai panzira dzenyu dzakaipa,+ nekuti mungadirei kufa, imi imba yaIsraeri?”’+ 2 Petro 3:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Jehovha* haanonoki kuita zvaakavimbisa+ sezvinofungwa nevamwe kuti anononoka, asi ane mwoyo murefu nemi nekuti hapana waanoda kuti aparadzwe asi anoda kuti vanhu vese vasvike pakutendeuka.+
7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake+Uye munhu anoita zvakaipa ngaasiye kufunga kwake;Ngaadzokere kuna Jehovha, uyo achamunzwira tsitsi,+Kuna Mwari wedu, nekuti achamukanganwira zvikuru.*+
11 Vaudze kuti, ‘“Neupenyu hwangu,” ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha, “Handifariri kuti munhu akaipa afe,+ asi ndinoda kuti asiye nzira yake,+ oramba achirarama.+ Tendeukai, tendeukai panzira dzenyu dzakaipa,+ nekuti mungadirei kufa, imi imba yaIsraeri?”’+
9 Jehovha* haanonoki kuita zvaakavimbisa+ sezvinofungwa nevamwe kuti anononoka, asi ane mwoyo murefu nemi nekuti hapana waanoda kuti aparadzwe asi anoda kuti vanhu vese vasvike pakutendeuka.+